Get Your Premium Membership

Muhapwa

Maka vaisa muhapwa dzenyu Muka vanyepera kuti Havana vamwe vabatsiri Kunze kwenyu ne mapenzi. Iko zvino vaputirwa Muhapwa dzenyu; Vovenga vasina kuvatadzira, Vama katadzira imi. Ndiko kubata kwe ruoko rwenyu Kutsvaka ruvengo pasina Kufananidza zvaka siyana Ne kusiyanisa zvaka fanana. Sunungurai vana ava Vaone Chiedza!

Copyright © | Year Posted 2018




Post Comments

Poetrysoup is an environment of encouragement and growth so only provide specific positive comments that indicate what you appreciate about the poem.

Please Login to post a comment

A comment has not been posted for this poem. Encourage a poet by being the first to comment.


Book: Reflection on the Important Things